Chishanu Business Association

By Fortune Tanaka Hove

Social Security ndiyo nyaya yatakambotaura mayererano nenyaya yemutendi akange abirwa zvipfuyo zvake. Pane nyaya dzinosiririsa dzirikuitika musangano kuvapositori vakabuda muZimbabwe nekuda kwenhamo. KuSouth Africa kurikupfurwa vatendi. Zvose izvi zvinosiririsa.

Sevapositori pamberi pedu paneInzwi raGabren mweya mutsvene ndiyo Social Security yedu, ndiye mudya ndigere wedu senhaka yatakapiwa. Muzvitsividzo ndimo mune upenyu hwedu huchatichengetedza.

Zvino isu takanzi tirarame nemibato yedu yemaoko. Zvino ndizvo zvichatiyamura mukunge takwanisa kugara matare muzvikamu zvatakatenderwa nezwi kugovana mazano nekushanda pamwe.

Analysis ya@begottensun https://chishanumarket.com/aid-in-zimbabwe-when-donor-dollars-meet-political-reality-spoiler-its-a-tragicomedy/ ndaifarira nekuti inobuditsa pachena matambudziko arikuitika mumafambisirwo epfuma yevabatsiri irikubva kunedzimwe nyika (donors).

Irikubuditsa pachena kuti hondo huru iriSystemic. Zvirikuratidza kuti denderedzwa remagashirirwo epfuma nemafambisirwo ayo harisi kusanduka zvinova zvinoramba zvichingozobuda nechimiro chimwe chete.

Kusaenzana kweupfumi huchiwandira kune vashomahusingasvike kunevanofanira vacho kunge vachibatsirika.

Solution

1) Zvanzi maProgrammes anofanirwa kubvunza kubva kunevanoita zvamubato wemaoko nekuti ndiro bandiko rakura munyika.

2) Kuenzaniswa kwemikana nekutumira mari dzekukanzura zvikwereti zvevemibato yemaoko.

Ini ndinobvumirana nazvo asi ndinoenderera kumberi ndichiti mari dzevabatsiri dzinofanira kusvika mumaoko evanhu vakarongeka nechakare mukurwisa madzudzo nenhamo yavainayo.

Ndipo panopinda masangano akaita seratiri kuvaka rino reChishanu Business Association nemamwe. Masangano edu ndiwo anofanira kuve anevatungamiri vanonzwisisa kukosha kwetsvakiridzo nekutungamira mugwara rakanaka rinounza shanduko munyika.

Shanduko yakanaka inokwanisa chete kuuya mukubatana kwevanotenda zvimwe chete. Chitendero chedu ndiyo nhaka yedu uye izwi redu ndiro rine mazano asingapere.

Chedu isu kubatana mukubaka zvikamu zvakatenderwa mwari anotiropafadza.

Mukukura kwesangano redu tichakwanisa kunyora maProposals munezvikamu zvatingange tichida rubatsiro asi isu tinofanira kukoshesa simba redu munezvatinomwanisawo pachedu.

Fair trade

Panyika pano panemhere pane hondo. Hapana tsitsi asi simba rinotobva muvanhu vanobatana vachimirira nyaya yavo zvinehunyanzvi uye zvisina kuneta. The only way to get to negotiate fair trade is through organisation and leverage.

Kana takave izwi rimwe chete tichawana mhinduro

Debt relief

Zvimwechetezvo, kukanzurwa kwezvikwereti nerubatsiro rwepfuma rwunowanikwa mukunge taratidza kuti tinotevera mitemo uye tinokoshesa tsika yakanaka, tinemazano ekuenda kumberi muzvakanaka.

21 comments

    Just signed up with 99okwin, and so far, so good! The interface is clean, and I’m already eyeing a few games. Hoping for some big wins! Definitely checking out 99okwin.

    Vnz666, eh? That’s a cool name. The site’s pretty good, everything loads fast. Worth checking vnz666 if you’re looking for something new.

    Sanvipios is a solid choice. Good games, reasonable bonuses, and a generally good vibe. Nothing to complain about here. sanvipios

    Nohu56 – I’ve been playing here for a bit now. Decent platform, reliable payouts. The design could be better, but hey, as long as it works, right? Check it out. nohu56

    66ffbet…hmm, let me tell ya, sometimes you gotta try stuff to see if it’s any good, right? Well, I did and 66ffbet is legit. Check out what they offer! 66ffbet

    Okay, 55bmwslot… fingers crossed for some smooth spins and big payouts! Let’s see what those reels can do! Give them a try now 55bmwslot

    My buddy told me about ZT777 and I gotta say, it’s growing on me. Some decent games and a good vibe overall. Check out zt777 for yourself.

    Felt lucky and decided to try Luck44game. Had a good time! Maybe the name has something to do with it! Check out luck44game if you are feeling lucky too!

    Alright, checking out lucky44game. Seems like a decent spot to try your luck. Give it a whirl and see if lady luck smiles on ya! You can find it here: lucky44game

    Want to place bets on ‘nesine com at yarışı’? Nesine allows you to put wagers on many different horse races, lots of races to pick from. nesine com at yarışı

    Needed some help with my account and the 747 live agent was super helpful. Sorted me out in minutes. A+ service! 747 live agent

    WinPH5, yeah I’ve heard of it. Anyone actually win big there? Thinking about trying it out. Let me know if it’s legit! Gotta check out winph5

    Lasvegasro, eh? Alright, I gave it a whirl. Not gonna lie, pretty impressed. The games are cool, and the interface is slick. Feels like I’m actually in Vegas, but without the awful humidity. Worth checking out folks! Visit lasvegasro!

    Hey guys, heard about gugobetapp from a mate and it’s legit. Easy to use app, and I’ve managed to grab a few wins. Definitely give it a try gugobetapp.

    Oi, check out slotswin! Proper good selection of games, especially if you’re a slots fan like me. Easy to deposit and withdraw. Fair go, I reckon. You gotta give slotswin a fair crack!

    Golden Empire Jili on Jililiveph.Net is where the fun’s at! Seriously, love this game. Super addicting and the wins can be pretty sweet. Definitely give it a go here golden empire jili

    Guys, check out w88dangnhapw88vt. I was a little skeptical at first, but it actually works. It’s cool to use. Definitely worth a click w88dangnhapw88vt.

    Been playing on 32win30 lately and I gotta say, not bad! Good selection of games and I even managed to snag a win or two. Worth a look: 32win30

    Playtimegame.ph is okay. The games are what you’d expect, but it’s a solid place to play when you’re looking for something simple and fun. Not bad for a quick session during lunch break. Give it a try: playtimegame

    Alright guys, just signed up on 99kk. The layout’s pretty smooth, easy to navigate. Gonna spin some slots and see what’s what. Wish me luck! Peep it here: 99kk

    Guys, discovered phjilipluscasino.com. Decent graphics and seems like a good variety of games. Giving it a shot tonight! Check it out yourself: phjilipluscasino

Leave a Reply to phjilipluscasino Cancel reply

Shopping cart

0
image/svg+xml